1 Vakorinde 8:7 BDMCS

7 Asi havazi vose vanoziva izvi. Vamwe vanhu vachakabatwa nezvifananidzo zvokuti kana vachidya zvakadai vanodya vachiti zvakabayirwa kuzvifananidzo, uye sezvo hana yavo isati yasimba, inoshatiswa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 8

Maonero 1 Vakorinde 8:7 akapoteredza