12 Kana vamwe vane kodzero iyi yokuwana rubatsiro kubva kwamuri, hatifaniri kutowana zvikuru here?Asi hatina kushandisa kodzero iyi. Asi tinotambudzika pane zvose kuitira kuti tirege kukanganisa vhangeri raKristu.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 9
Maonero 1 Vakorinde 9:12 akapoteredza