1 Vakorinde 9:20 BDMCS

20 KuvaJudha ndakava somuJudha, kuti ndiwane vaJudha. Kuna vari pasi pomurayiro ndakava somunhu ari pasi pomurayiro (kunyange ini ndisiri pasi pomurayiro), kuti ndiwane vari pasi pomurayiro.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 9

Maonero 1 Vakorinde 9:20 akapoteredza