1 Vatesaronika 1:8 BDMCS

8 Shoko raShe rakanzwika kubva kwamuri kwete muMasedhonia neAkaya bedzi, kutenda kwenyu muna Mwari kwakazivikanwa kwose kwose. Naizvozvo hatifaniri kutaura chinhu pamusoro pazvo,

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 1

Maonero 1 Vatesaronika 1:8 akapoteredza