1 Vatesaronika 1:9 BDMCS

9 nokuti ivo pachavo vanozivisa kuti takagamuchirwa sei navo. Vanotaura kuti makadzokera sei kuna Mwari muchibva kuzvifananidzo kuti mushumire Mwari mupenyu uye wechokwadi,

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 1

Maonero 1 Vatesaronika 1:9 akapoteredza