2 Vakorinde 1:7 BDMCS

7 Uye tariro yedu kwamuri yakasimba, nokuti tinoziva kuti sezvamunogoverana nesu mumatambudziko edu, saizvozvowo muchagoverana nesu mukunyaradzwa kwedu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 1

Maonero 2 Vakorinde 1:7 akapoteredza