2 Vakorinde 1:8 BDMCS

8 Hatidi kuti murege kuziva, hama, pamusoro pamatambudziko akatiwira tiri mudunhu reEzhia. Takaremerwa kwazvo, kupfuura zvatagona kutsunga, zvokuti takademba kufa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 1

Maonero 2 Vakorinde 1:8 akapoteredza