2 Vakorinde 10:12 BDMCS

12 Hatidi kuedza kuzvienzanisa kana kuzvifananidza navamwe vanozvirumbidza. Pavanozviera vachizvienzanisa naivo pachavo, havana kuchenjera.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 10

Maonero 2 Vakorinde 10:12 akapoteredza