2 Vakorinde 10:13 BDMCS

13 Zvisinei, isu hatingazvirumbidzi kupfuura mwero wakafanira, asi tinogumisa mwero wokuzvirumbidza kwedu pabasa ratakapiwa naMwari, basa rinosvika kunyange kwamuri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 10

Maonero 2 Vakorinde 10:13 akapoteredza