6 Akatigonesa savashumiri vesungano itsva, kwete yakanyorwa asi yoMweya; nokuti tsamba inouraya, asi Mweya anopa upenyu.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 3
Maonero 2 Vakorinde 3:6 akapoteredza