2 Vakorinde 3:7 BDMCS

7 Zvino kana kushumira kwakauyisa rufu, kwakanga kwakatemwa namavara pamabwe, kwakauya nokubwinya zvokuti vaIsraeri vakanga vasingagoni kuramba vakatarisa pachiso chaMozisi nokuda kwokubwinya kwacho, kunyange kwakanga kuchipfuura hako,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 3

Maonero 2 Vakorinde 3:7 akapoteredza