2 Vakorinde 5:10 BDMCS

10 Nokuti tose tinofanira kumira pamberi pechigaro chokutonga chaKristu, kuti mumwe nomumwe apiwe zvakamufanira pazvinhu zvaakaita nomuviri wake, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 5

Maonero 2 Vakorinde 5:10 akapoteredza