2 Vakorinde 5:11 BDMCS

11 Zvino, sezvo tichiziva kuti kutya Ishe chii, tinoedza kugombedzera vanhu. Zvatiri zviri pachena kuna Mwari, uye ndinovimbawo kuti zviri pachena kuhana dzenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 5

Maonero 2 Vakorinde 5:11 akapoteredza