2 Vakorinde 5:12 BDMCS

12 Hatisi kuedza kuzvirumbidza kwamuri zvakare, asi tiri kukupai mukana wokuti muzvirumbidze nokuda kwedu, kuti mugone kupindura vaya vanozvirumbidza nokuda kwezvinhu zvinoonekwa panzvimbo yezvinhu zviri mumwoyo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 5

Maonero 2 Vakorinde 5:12 akapoteredza