2 Vakorinde 7:7 BDMCS

7 kwete nokuda kwokuuya kwake bedzi, asiwo nokuda kwokunyaradza kwamakamupa. Akatiudza nezvokundishuva kwenyu, kusuwa kwenyu kukuru, nokuva nehanya kwenyu pamusoro pangu, saka mufaro wangu wakava mukuru kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 7

Maonero 2 Vakorinde 7:7 akapoteredza