2 Vakorinde 7:8 BDMCS

8 Kunyange zvazvo ndakakuchemedzai netsamba yangu, handizvidembi nokuda kwaizvozvo. Kunyange zvangu ndakazvidemba, ndinoona kuti tsamba yangu yakakurwadzai, asi kwenguva duku chete,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 7

Maonero 2 Vakorinde 7:8 akapoteredza