2 Vakorinde 7:9 BDMCS

9 asi zvino ndinofara, kwete nokuti makachema, asi nokuti kusuwa kwenyu kwakaita kuti mutendeuke. Nokuti makava nokusuwa kukuru sezvaidiwa naMwari uye nokudaro hamuna kukuvadzwa nesu nenzira ipi zvayo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 7

Maonero 2 Vakorinde 7:9 akapoteredza