10 Uye herino zano rangu pane zvichakubatsirai pachinhu ichi: Gore rakapera makava vokutanga kwete pakupa chete asiwo pakuva nechishuvo chokuzviita.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 8
Maonero 2 Vakorinde 8:10 akapoteredza