2 Vakorinde 8:9 BDMCS

9 Nokuti munoziva nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu, kuti kunyange zvake akanga ari mupfumi, asi nokuda kwenyu akava murombo, kuitira kuti kubudikidza nourombo hwake imi mugopfumiswa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 8

Maonero 2 Vakorinde 8:9 akapoteredza