8 Handizi kukurayirai, asi kuti ndinoda kuedza kutendeka kworudo rwenyu nokukuenzanisa nokushingaira kwavamwe.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 8
Maonero 2 Vakorinde 8:8 akapoteredza