2 Vakorinde 9:4 BDMCS

4 Nokuti zvimwe kana vamwe veMasedhonia vakauya neni uye vakakuwanai musina kugadzirira, isu tisingarevi chimwe chinhu pamusoro penyu, tichanyadziswa nokuda kwokuti takanga tichivimba nemi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 9

Maonero 2 Vakorinde 9:4 akapoteredza