2 Vakorinde 9:5 BDMCS

5 Saka ndakaona zvakafanira kuti ndikurudzire hama kuti dzikushanyirei pachine nguva uye kuti mugopedzisa kugadzirira nezvechipo chikuru chamakavimbisa. Ipapo chichava chipo chakagadzirirwa chakapiwa nomufaro, kwete sechipo chokumanikidzirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 9

Maonero 2 Vakorinde 9:5 akapoteredza