2 Vakorinde 9:6 BDMCS

6 Rangarirai chinhu ichi: Ani naani anodyara zvishoma achakohwawo zvishoma, uye ani naani anodyara zvizhinji achakohwawo zvizhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 9

Maonero 2 Vakorinde 9:6 akapoteredza