7 Munhu mumwe nomumwe ngaape sezvaakafunga mumwoyo make kuti ape, kwete kupa achitsutsumwa kana kuti achimanikidzwa, nokuti Mwari anoda munhu anopa nomufaro.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 9
Maonero 2 Vakorinde 9:7 akapoteredza