2 Vakorinde 9:8 BDMCS

8 Uye Mwari anogona kuita kuti nyasha dziwande kwamuri, kuitira kuti muzvinhu zvose, panguva dzose, muine zvose zvamunoda, muchakwanisa kuita mabasa ose akanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 9

Maonero 2 Vakorinde 9:8 akapoteredza