2 Vatesaronika 2:7 BDMCS

7 Nokuti chakavanzika chesimba rokutsauka chotoshanda basa; asi uyo anomudzivisa zvino acharamba achiita izvozvo kusvikira iye abviswa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vatesaronika 2

Maonero 2 Vatesaronika 2:7 akapoteredza