Jakobho 3:12 BDMCS

12 Hama dzangu, muonde ungabereka maorivhi kana muzambiringa maonde here? Kunyange tsime rinovava haringabudisi mvura yakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 3

Maonero Jakobho 3:12 akapoteredza