Jakobho 3:13 BDMCS

13 Ndiani akachenjera uye anonzwisisa pakati penyu? Ngaazviratidze noupenyu hwake hwakanaka, namabasa anoitwa nokuzvininipisa kunobva pauchenjeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 3

Maonero Jakobho 3:13 akapoteredza