Johani 11:31 BDMCS

31 VaJudha vakanga vari mumba naMaria, vachimunyaradza, vakati vachiona kuti akurumidza sei kusimuka achibuda kunze, vakamutevera, vachifunga kuti zvimwe akanga oenda kuguva kuti andochema ikoko.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 11

Maonero Johani 11:31 akapoteredza