32 Maria akati asvika panzvimbo pakanga pana Jesu uye akamuona, akawira patsoka dzake akati, “Ishe, dai manga muri pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa.”
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 11
Maonero Johani 11:32 akapoteredza