33 Jesu akati achimuona achichema, uye vaJudha vakanga vauya naye vachichemawo, akabatwa neshungu kwazvo mumweya make uye akatambudzika.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 11
Maonero Johani 11:33 akapoteredza