Johani 14:28 BDMCS

28 “Makandinzwa ndichiti, ‘Ndiri kuenda uye ndichadzokazve.’ Dai maindida maifara kuti ndinoenda kuna Baba, nokuti Baba vakuru kupfuura ini.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 14

Maonero Johani 14:28 akapoteredza