Johani 14:29 BDMCS

29 Ndagara ndakuudzai zvichigere kuitika, kuitira kuti pazvinenge zvoitika mugozotenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 14

Maonero Johani 14:29 akapoteredza