Johani 15:19 BDMCS

19 Dai manga muri venyika, ingadai ichikudai sezvainoda vayo. Zvino, hamuzi venyika, asi ini ndakakusarudzai kuti mubude munyika. Ndokusaka nyika ichikuvengai.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 15

Maonero Johani 15:19 akapoteredza