Johani 15:20 BDMCS

20 Rangarirai mashoko andakataura kwamuri anoti, ‘Hakuna muranda angava mukuru kuna tenzi wake.’ Kana vakatambudza ini, vachakutambudzai nemiwo. Kana vakateerera kudzidzisa kwangu, vachateerera kudzidzisa kwenyuwo.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 15

Maonero Johani 15:20 akapoteredza