22 Jesu akati ataura izvi, mumwe wavatariri vakanga vari pedyo naye akamurova kumeso. Akati, “Ndiyo nzira yaunopindura nayo muprista mukuru here?”
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 18
Maonero Johani 18:22 akapoteredza