Johani 19:26 BDMCS

26 Jesu akati aona mai vake ipapo, uye mudzidzi waaida amire pedyo navo, akati kuna mai vake, “Mai, hoyu mwanakomana wenyu,”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 19

Maonero Johani 19:26 akapoteredza