Johani 19:27 BDMCS

27 uye kumudzidzi akati, “Ava mai vako.” Kubva pazuva iro zvichienda mberi, mudzidzi uyu akavatora akaenda navo kumba kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 19

Maonero Johani 19:27 akapoteredza