Johani 20:13 BDMCS

13 Vakamubvunza vakati, “Mai, munochemeiko?”Akati, “Vabvisa Ishe wangu, uye handizivi kuti vamuisepi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 20

Maonero Johani 20:13 akapoteredza