22 Jesu akapindura akati, “Kana ndichida kuti arambe ari mupenyu kusvikira ndichidzoka, unei nazvo iwe? Unofanira kunditevera iwe.”
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 21
Maonero Johani 21:22 akapoteredza