Johani 21:23 BDMCS

23 Nokuda kwaizvozvo, shoko rakapararira pakati pehama kuti mudzidzi uyu haaizofa. Asi Jesu haana kureva izvozvo kuti haaizofa; akangoti, “Kana ndichida hangu kuti arambe ari mupenyu kusvikira ndichidzoka, unei nazvo iwe?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 21

Maonero Johani 21:23 akapoteredza