Johani 3:19 BDMCS

19 Kutongwa ndokuku: Chiedza chakasvika munyika, asi vanhu vakada rima panzvimbo yechiedza nokuti mabasa avo akanga akaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 3

Maonero Johani 3:19 akapoteredza