Johani 3:20 BDMCS

20 Mumwe nomumwe anoita zvakaipa anovenga chiedza, uye haapindi muchiedza nokuti anotya kuti mabasa ake angaiswa pachena.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 3

Maonero Johani 3:20 akapoteredza