Johani 4:10 BDMCS

10 Jesu akamupindura akati, “Dai waiziva chipo chaMwari uye kuti ndiani anokumbira mvura kwauri, ungadai wakumbira kwaari uye angadai akupa mvura mhenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:10 akapoteredza