Johani 4:9 BDMCS

9 Mukadzi muSamaria akati kwaari, “Iwe uri muJudha uye ini ndiri muSamaria. Seiko uchikumbira kwandiri mvura yokunwa?” (Nokuti vaJudha havadyidzani navaSamaria.)

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:9 akapoteredza