Johani 4:53 BDMCS

53 Ipapo baba vaya vakayeuka kuti ndiyo yakanga iri nguva chaiyo paakanzi naJesu, “Mwanakomana wako achararama.” Saka iye neimba yake yose vakatenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:53 akapoteredza