10 Jesu akati, “Itai kuti vanhu vagare pasi.” Panzvimbo iyo pakanga pano uswa huzhinji kwazvo, uye varume vakagara pasi vakanga vachikarosvika zviuru zvishanu.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6
Maonero Johani 6:10 akapoteredza