Johani 6:11 BDMCS

11 Ipapo Jesu akatora zvingwa zviya, akavonga, uye akazvigovera kuna vaya vakanga vagara pasi mumwe nomumwe paaida napo. Akaita zvimwe chetezvo nehove.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:11 akapoteredza