Johani 6:22 BDMCS

22 Fume mangwana, vanhu vazhinji vakanga vasara mhiri kwegungwa vakatanga kuona kuti pakanga pachingova neigwa rimwe chete ipapo, uye kuti Jesu haana kunge apinda mariri kuti aende navadzidzi vake, asi kuti vakanga vaenda vari voga.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:22 akapoteredza