23 Ipapo mamwe magwa aibva kuTibheriasi akasvika pedyo nenzvimbo yakanga yadyirwa chingwa navanhu shure kwokuvonga kwaShe.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6
Maonero Johani 6:23 akapoteredza